Dhumbe
Mataridziko
Dhumbe kana madhumbe (Herb: Colocasia antiquorum).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti ilidumbe kana amadumbe (Species of plant of Arum-lily family, with edible tuber, Colocasia antiquorum) vachireva madhumbe.
- MaZulu vanoti isidumbe kureva munda wemadhumbe. Hausa vanoti mankani kana gwaza' kureva madhumbe.
- VaNyungwe vanoti dembedza (taro, yam?) kureva dhumbe. VaNyole vanoti gaya (n. wild yam).
- Tumbuka vanoti masimbi kureva madhumbe. Kirundi vanoti amateke (n. yam) kureva madhumbe.
- Swahili vanoti magimbi kureva madhumbe. Kikuyu vanoti nduma kureva madhumbe.
-
Maruva
-
Mashizha
-
Corms
-
Dhumbe rakachekwa