Dara reNdiro

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Dara reNdiro (1. A shelf high and wide in hut; 2. A shelf for drying out dishes outside).

  • Hwarasanza kana dara (platform, scaffold, table) kutaura chivakwa chiri pakakwirira chine mapango akatsigira sedara.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti urutara (bed made of poles and rope).
  • Mururimi rweUmbundu vanoti etala (a hanging shelf).