Chumba

Kubva Wikipedia

Chumba (nge. Room) kamuri, kamure kana rhumhu pa Chishongrish. Pahuwandu anonzi zvumba, makamuri, makamure kana marhumhu.

Shoko rokuti kamuri uye kamure rakabva paChibhunu chinoti kamer kureva chumba. Uye shoko rokuti rhumu kan rhumhu rinobva paChingezi.

Mhando dze zvumba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Dumba - chumba chekuzvara mwana kana chekusungunuka.
  • Diye - chumba chevasikana vasati varoorwa
  • Nhanga, Kanhanga kana chinhanga - kureva imba doko, kana kamba karikyuti uyezve chumba chevasikana chekurara.
  • mpanda - imhando ye chumba
  • marindo - kureva chumba chokurara
  • Kora, gota - kureva chumba chevakomana vasati varoora chekurara
  • Buwa - chumba chevasikana chokurara zve.

Tarisai futi:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]