Chiza

Kubva Wikipedia

Chiza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Kuza zvinoreva kuuya., saka chiza zvinogona kureva chakauya.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.