Chiwaza

Kubva Wikipedia

Chiwaza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Chipo Chiwaza; Susan Chiwaza; Mandy Chiwaza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti kuwaza (reflect, think about; to think about) kureva kufunga pamusoro pe.
  • VaWabo vanoti owaza (spread) kureva kumwararidza. VaWabo vanoti owaza (v. sprinkle) kureva kumwaya.
  • VaChewa vanoti liwaza (flock, herd, crowd).