Svetuka kuchirochemo

Chiwawa sezita

Kubva Wikipedia

Chiwawa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Chiwawa kana chibhama (Attractive girl) apa kureva musikana akarurama pachitarisiko.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti isiwawa kana iziwawa (Heated encounter between persons or armies).
  • MaZulu vanoti iliwawa kana amawawa (Bragging; boastful talk. 2. Incessant barking of dogs. 3. Vivacious, talkative person).
  • MaZulu vanoti isiwawa (Important event). Mamwe mazwi: ubuwawa (Vivacious talkativeness).
  • VaLozi vanoti luwawa kana mawawa pakuwanda (n. jackal) kureva gava.