Chiwara

Kubva Wikipedia
  • Chiwara (flat land, plain, savannah) kureva nzvimbo yakatambarara isina miti.
  • Chiwara sezita (family name).

Mitauro ye Afrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Umbundu inoti ociwala (n. broken ground) kureva ruvara.
  • Chuwabo vanoti owaza (v. spread).
  • Podoko vanoti bala (n. Open terrain) kureva chiwara.



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.