Chivero sezita
Mataridziko
Chivero izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Michael Chivero; Esther Chivero; Victor Chivero; Mathew Chivero.
- Chivero kana kuti chirodzero idombo rokurodzera mapanga.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. ane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.