Chivarange
Mataridziko
Chivarange izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: George Chivarange; Emmanuel Chivarange; Kudzanayi Chivarange; Tafadzwa Chivarange.
- Mazita ari pedyo: Chimbarange.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Swahili vanoti parange kana maparange pakuwanda (broad-bladed knife, machete). Kimbundu vanoti ribalanga (n. champion, ace). Mambwe vanoti uwalanganyi (to be immorral) kushata pahunhu.
- VaHerero vanoti ou-vara (power; authority; kingdom; government; captainship, dignity; tyranny). Mamwe mazwi: varanga (encircle, encompass, bind with a band or belt; begird).
- Zigula vanoti kubalanga (destroy, ruin, spoil, damage, corrupt, pollute, err, mess up; perpetrate; mutilate; be in the wrong). Mamwe mazwi: kubalanga nda (to abort a pregnancy, abortion) kubvisa nhumbu.