Chivakamberi roka

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chinounganidza mazwi ane chivakamberi chokuti roka:

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kuumba Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano pari kuedzwa kuumbwa mazwi ari kuEnglish nechinangwa chokuti kuShona yamazuvaose kuve nemazwi anodudza zvimwezvo.

  • Kuzvongoroka - richitodzana nezwi rokuti kuzvongonyoka.
  • Kutsongoroka - zvichida ringareva kutenderera pakati pane tsongoro.
  • Kutokoroka (going in turns, going and returning repeatedly) richitodzana nekuti kukotoka.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chewa inoti kupotola (v. to twist or wring asunder) kureva kumononora.
  • Sangho vanoti loko (n. collection). Mamwe mazwi: loko (v. gather collectibles).
  • Sangho vanoti lokoto (n. collection; compilation). Mamwe mazwi: lokoto (v. compile; collect from).
  • Nsenga inoti vyongoloka (adj. be crooked) kureva kuzvongoroka.
  • Nsenga inoti sololoka (project; be prominent). Fananidzai nokuti musoro.