Chitowa sezita

Kubva Wikipedia

Chitowa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • VaFwe vanoti ku-toa (v. strike) vachireva kurova. Mamwe mazwi: ku-toa futi (shoot a gun). Ku-toa kibao (to strike with the open hand) kurova mbama.
  • VaKagulu vanoti ku-towa (v. hit, smite, beat) vachireva kurova. VaZigula vanoti watowigwa kana mtowigwa (n. assault victims) vachireva vanhu varohwa.
  • VaSwahili vanoti toa pumzi (breathe out, exhale). Mamwe mazwi: toa rushwa (to bride). Toa shauri (give advice). Toa pepo (exorcise a spirit).
  • Kimbundu vanoti kitoa (n. slime, sludge, slush, slob). Chuwabo vanoti matowa (n. rheumatism).
  • Kimbundu inoti kutoa (v. temper, fertilize, make sweet). Mamwe mazwi: kutoalesa (v. sweeten, soften). Fananidzai nokuti dova.