Svetuka kuchirochemo

Kutowa sezita

Kubva Wikipedia

Kutowa izita remhuri rinowanikwa muZambia.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.Kune tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Tumbuka vanoti kutowa (to be pretty or beautiful) kureva kuva munaku. Mamwe mazwi: vanoti chakutowa (beautiful) kureva chinaku.
  • Swahili vanoti toa kana towa (put, take, give out, give off, issue, emit, produce). Mamwe mazwi: toa pumzi (exhale). Toa nuru (emit light, shine). Toa pepo (exorcise a spirit).
  • Swahili vanoti toa kana towa (v. show or display). Mamwe mazwi: toa ukali (show courage, severity). Toa meno (show the teeth). toa pumzi (breathe out, exhale).
  • Swahili vanoti toa kana towa (v. take out, remove, save from). Mamwe mazwi: toa kazini (discharge from job). Toa makosa (correct errors).
  • Swahili vanoti mtoa (one who issues or dispenses). Mamwe mazwi: mtoa dawa (n. pharmacist, druggist). Mtoa gazeti (n. editor or publisher of a newspaper).
  • Kimbundu inoti kutoa (v. temper, fertilize, make sweet). Mamwe mazwi: kutoalesa (v. sweeten, soften). Fananidzai nokuti dova.