Chitate

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chitate (in the manner of fatherhood, paternal) nenzira kana mutowo wemadzibaba.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMambwe vanoti utata (n. fatherhood, paternity).
  • VaKongo vanoti tata kana ese (father). VaKongo vanoti kitata (paternity).
  • VaKongo vanoti tata (master) kureva tenzi.
  • MaZulu vanoti utata kana otate (friend, chum, mate, sweetheart, pet).