Chitakunye

Kubva Wikipedia

Chitakunye izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Zvirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kutakunya jedye kuti riyambuke. To flick away a frog means to make it jump across.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKabwa vanoti -takunya (chew) kureva kutafuna kana kutsenga.
  • VaWabo vanoti otakuna (chew) kureva kutafuna kana kutsenga.
  • VaHerero vanoti otyi-takanyo (n. talker, prattler, chatterbox) munhu anotaura zvakanyanya. Mamwe mazwi: ou-takanyo (n. talkertiveness) munhu anotaura zvakanyanya.