Chiremba sezita
Mataridziko
Chiremba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Charles Chiremba; wellington Chiremba; Simbarashe Chiremba.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.