Svetuka kuchirochemo

Chiranga sezita

Kubva Wikipedia

Chiranga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Tapiwa Chiranga; Farai Chiranga; Candido Chiranga; Chipo Chiranga.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrica inotodzana mazwi.

  • Nyanja inoti chiranga (n. young hippopotamus, of a red colour, so called from its colour).
  • Nyanja inoti chirangiro (n. a rod) - zvichida kureva shamu.
  • Nyanja inoti chirango (n. instruction). Mamwe mazwi: chirangali (n. flame of fire).