Chipare

Kubva Wikipedia

Chipare izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Innocent Chipare; Tungamirai Chipare; Joyce Chipare; Nomalanga Chipare.
  • VaHwesa vanoti muphare (boy) kureva mukomana.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaMambwe vanoti upale (elegance, comeliness). Mamwe Mazwi: mupale (a young elegant person, someone who has a noble bearing).
  • VaMambwe vanoti cipale (to walk with a noble bearing) kureva kufamba chiviri chemunhu wemba yehumambo. VaTonga vanoti mupaale (well dressed person; dandy).
  • VaMakua vanoti mulupale (great) kureva munhu mukuru kana samukuru. Mamwe Mazwi: ulupale (adj. chief, greatness) kureva hukuru.
  • VaMakua vanoti yulupale (large) kureva huru kana chikuru. M-laba m-ulubale (a large baobab). VaTakwane vanoti ulubale (big, major) kureva huru.
  • Humburi Senni inoti párê (v. adorn, beautify) kureva kushongedza.