Hwesa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Hwesa izita rinowanikwa muZimbabwe richishanda sechidawo.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti wesa (to herd, tend cattle, lead to pasture).
  • VaLenje vanoti wesa (1. Catch, seize, hold, take in hand) richireva kujata.
  • VaLenje vanoti liwesa (open, grassy, moorland) richireva bani?