Chipapa sezita
Mataridziko
Chipapa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Chikondi Chipapa; Charity Chipapa; Panganai Chipapa; Aisha Chipapa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.