Chipamba sezita

Kubva Wikipedia

Chipamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Emmanuel Chipamba; Member Chipamba; Wedzerai Chipamba; Happiness Chipamba.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Umbundu vanoti ocipamba (n. lintel - horizontal support of timber, concrete, or steel across the top of a door or window).
  • Sangho vanoti pambo (n. flat; panel). Fananidzai nokuti kupambadzirwa?
  • Sangho vanoti pamboti (n. scapula).
  • ChiNembe vanoti pamba (adj. leaf (of book or tobacco).