Svetuka kuchirochemo

Chinyoka sezita

Kubva Wikipedia

Chinyoka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yokuti mitauro yeBantu inotodzana mamwe mazwi.

  • MaZulu vanoti nyoka (n. snake) vachireva nyoka. Maconde inoti dinyoka (n. bracelet).
  • MaZulu vanoti nyoka (n. Underhand person; crafty-dealing person) vachireva nyoka yemunhu.
  • MaZulu vanoti ubunyoka (n. Crafty dealing. underhand action or character) vachireva kuva nyoka yemunhu.