Chinguwa
Mataridziko
Chinguwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Anesu Chinguwa; Tafadzwa Chinguwa; Munyradzi Chinguwa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.