Chin'ko

From Wikipedia
N'Ko
ߒߞߏ
Rijoni Giniya, Maari, Madokero eAfurika
Mhuri ye mitauro Naija-Kongo
  • Mande
    • Mande yeku Madokero
      • Mande yePakati
        • Mandin'i–Jogo
          • Mandin'i–Vhai
Sistimu ye kunyora Keruro ye N'Ko
Makhodhi emutaro
ISO 639-2 nqo
ISO 639-3 nqo

Chin'ko (ߒߞߏ) imhando yakabatana yekoiné yemitauro yakawanda yeMandin'i yakanyorwa nebumbiro remabhi eN'Ko. Inoshandiswa muGiniya, Maari, Khoti Dhi Vhwa, Gambiya, Bhurukina Faso uye dzimwe nyika dzekuMadokero eAfurika, paruzhinji, asi kwete mumitauro iyi chete nekuti pakutaurwa mitauro yakasiyana yeChimandin'i inoshandiswa zvakasiyana mu: Maninka, Bhambara, Dhiyura (Dyula) uye zvimwe wo.

Mamwe mapeji ekutarisa[chinja | edit source]

Wikipedia-logo-sn.png
Peji rino richiri mbeu.

Rinoda kuverengwa, kuwedzerwa uye kugadziriswa.

Tinokumbira wo kuti avo vane ruzivo nezve musoro wenyaya vawedzere.