Svetuka kuchirochemo

Chimupika

Kubva Wikipedia

Chimupika kana Chimpika izita remhuri muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Nyarai Chimupika; Elina Chimupika; Linet Chimupika; Veronica Chimupika.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Lozi vanoti mupika kana siwaya (n. aluminium sauce pan). VaWabo vanoti mpika (n. bucket, pail; water pot).
  • VaMambwe vanoti cimpika (animosity, resentment, grudge) vachireva ruvengo kana daka.
  • VaKongo vanoti mpika (n. slave) kureva muranda. Mamwe mazwi: bumpika (slavery) kureva huranda.
  • Yao vanoti mpika (n. boundary; border of a country). Nyaneka inoti omupika (n. slave) kureva muranda.