Chiguro

From Wikipedia
(Redirected from Chimuko)
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti chiguro chigura kana chimuko (profit, usefulness, effect) rinotaura kuti basa riri kuitwa rine pundutso here kana chimuko.

Tsika[chinja | edit source]

  • Ndakasiyana naro basa rekutengesa huni, ranga risina chiguro.
  • Kutevedza hwahwa hakuna chimuko.
  • Basa risina chigura: profitless (useless) work.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaWanga vanoti inganga (n. trade; profit; interest).