Chiguro

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti chiguro chigura kana chimuko (profit, usefulness, effect) rinotaura kuti basa riri kuitwa rine pundutso here kana chimuko.

Tsika[chinja | edit source]

  • Ndakasiyana naro basa rekutengesa huni, ranga risina chiguro.
  • Kutevedza hwahwa hakuna chimuko.
  • Basa risina chigura: profitless (useless) work.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Barotse vanoti mubeleki; babeleki (n. labourer, worker, employee -(from:-beleka) kureva mushandi. Mamwe mazwi mubelekisi kana babelekisi (n. employer) kureva mushandirwi.
  • Barotse vanoti mubeleko kana mibeleko (n. remunerated work. employment, job) kureva mushando.
  • VaWanga vanoti inganga (n. trade; profit; interest). Kinande vanoti erituma (v. to cause; to leave).
  • VaTsonga vanoti bindzu (n. business). Mamwe mazwi: bindzula (v. profit). Bindzulo (n. profit).