Chimbangu
Mataridziko
Chimbangu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaKongo vanoti mbangu (n. basket) kureva bhasiketi.
- Vatauri veKikongo vanoti kimbangu (n. small basket) kureva bhasiketi diki.
- VaKongo vanoti mbangu (n. barber) kureva mugeri webvudzi.
- VaChewa vanoti chimbangu kureva munhu anotsvaira nzira kana kugadzira mapaipi esiweji.
- VaHerero vanoti ovambangu (foreigner).
- VaHerero vanoti ovina viambangu (foreign things).
- VaHerero vanoti omundu uambangu (foreigner).