Chikwera sezita

Kubva Wikipedia

Chikwera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Maxwell Chikwera; Kerra Chikwera; Richard Chikwera; Edwin Chikwera.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyoro vanoti ente orukwera (n. a white cow). Mamwe mazwi: okwera kana -era (to be white).
  • VaNyoro vanoti Entama enu neyera (This sheep is-white).