Chikukura sezita

Kubva Wikipedia

Chikukura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti ukukhukhula pakuwanda (Clear away, sweep away; carry before; rake away) vachireva kukukura.
  • MaZulu vanoti isikhukhula kana izikhukhula pakuwanda (1. Heavy downpour of rain. 2. Flood, torrent, rush of water) vachireva chikukura.
  • MaZulu vanoti isikhukhula kana izikhukhula pakuwanda (Mass, multitude of men, cattle, etc) vachireva boka guru.
  • MaZulu vanoti isikhukhula kana izikhukhula pakuwanda (Very strong person) vachireva munhu akagwinya.
  • MaZulu vanoti isikhukhulo kana izikhukhulo pakuwanda (1. Rake; instrument for clearing away rubbish; 2. net).