Svetuka kuchirochemo

Kukukura

Kubva Wikipedia

Kukukura (Scrape the soil) zvinoreva kukwenga ivhu nechinhu chakadai sebadza nechinagwa chokubvisa ivhu iroro.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Lugwere inoti kukukula (scrape, scratch up the surface of earth so as to expose s.t. previously covered underneath).
  • Kinyarwanda inoti gukura (to take away; to leave a place). Mamwe mazwi: gukurura (to pull) kureva kudhonza.
  • MaZulu vanoti ukukhukhula (Clear away, sweep away; carry before; rake away) kureva kukukura.
  • Kikongo inoti kukula (to catch and carry away). Sangho inoti bakuku (adj. wholesale; chubby).
  • MaZulu vanoti isikhukhula (n. Heavy downpour of rain; Flood, torrent, rush of water) kureva chikukura. Mamwe mazwi: isikhukhulo (Rake; instrument for clearing away rubbish; net).