Chikonzi chedare

Kubva Wikipedia

Chikonzi (Messenger of Court) zvinoreva munhu anotumwa nedare remhosva kunosvitsa mashoko kana kuita murayiro watarwa nedare riri kutonga mhosva. Uyu munhu hatatonge mhosva kwete asi anongova mutumwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyungwe inoti kukondza (to do; work; create; repair). Mamwe mazwi kukondzeka (to be ready). Sokuti kukondzeka ulendo (pack - for a journey)
  • VaTonga vanoti kukonzya (have the ability) kureva kuva unogona.
  • MaZulu vanoti isikhonzi (Messenger, vassal, voluntary servant.). MaZulu vanoti isikhonzi (Choir boy; altar attendant).
  • MaZulu vanoti inkonzo (Service, vassalage, homage; subjection to a chief).
  • MaZulu vanoti umkhonzo (Present sent with greetings, as an expression of regard or loyalty; token of remembrance; keepsake).

Mazwi ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]