Mukonzo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mukonzo kana Mkonzo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Tarisai chinyorwa chinonzi kukonza.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Xilenge vanoti kukonza (n. to be under some one, as one's landlord, master, etc.) kureva gumbo. Fananidzai nokuti makonzwa?
  • MaZulu vanoti umkhonzo (Present sent with greetings, as an expression of regard or loyalty; token of remembrance; keepsake). Zvimwe: umkhonzo (Plant of the Hypericum species).
  • MaZulu vanoti umkhonzi (1. Worshipper. 2. Attendant. 3. Vassal). Mamwe mazwi: inkonzo (Service, vassalage, homage; subjection to a chief).
  • VaChewa vanoti konza (to correct, to mend, to repair, to put right, to beautify). VaBemba vanoti mukonso (n. leg, trunk, stem) kureva gumbo.

Mazwi ari Pedyo[chinja | edit source]

  • Chikonzi (messenger, vassal, voluntary servant).