Chikombola sezita
Mataridziko
Chikombola izita rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Rose Chikombola, Tendai Chikombola; Mwelwa Chikombola; Chimwemwe Chikombola.
- Mazwi ari pedyo: Chikombora sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Bemba inoti icikombola (n. Brick mould) kureva foroma yezvidhinha.