Chigwende
Mataridziko
Chigwende izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe
- Kugwenda kana kungwenda (to shake with fear or cold) zvinoreva kudedera nekutya.
- Gwende kana magwende (Coward) kureva mbwende.
Mamwe Mazita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lubwisi vanoti kigbende (n. Toad species with black spots).
- MaZulu vanoti gwenda (v. Graze, shave, glance off (as of a missile) ; skirt (as a village). Muenzaniso: Umkhonto wagwenda wa6uya no/5oya (The spear j ust grazed and took off some hair).
- MaZulu vanoti gwendu (ideophone 1. of grazing, glancing off. 2. of springing back, recoiling).
- MaZulu vanoti gwenduka (v. 1. Spring back, recoil, ricochet. 2. Go back on one's word, break promise; secede, give up allegiance).
- MaZulu vanoti gwendula (v. Graze, glance off, shave 2. Draw from allegiance, cause rebellion).