Chifunyise sezita

Kubva Wikipedia

Chifunyise izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Hazvinei Chifunyise; David Chifunyise; Robert Chifunyise; Peter Chifunyise.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti -funhisa (v. induce; incite; to urge).
  • Kikongo inoti mfunia (cruelty, a cruel man; raider; man of violence, a freebooter; plunderer) hutsinye kana munhu ane hutsinye.
  • Runyambo inoti kufunya (v. to fold). Runyambo inoti kufunyisa (v. cause to fold).