Hutsinye

From Wikipedia

Hutsinye (cruelty) zvinoreva tsika yekubata vamwe nehasha, nekurwadzisa, nekuzvidza.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKongo vanoti mfunia (cruelty, a cruel man) kureva hutsinye kana munhu ane hutsinye.
  • VaBemba vanoti nkalwe (Hardhearted, Inhospitable, Fierce) kureva ngarwe. Mamwe mazwi: ubunkalwe (brutality); umunkalwe (brute).
  • Mambwe vanoti unkalwe (hard-heartedness, harshness, roughness, sullenness, sulkiness) kuwomesa moyo. Mamwe mazwi: unkalwe (a heartless person; inhospitable person) kureva tsinye.