Svetuka kuchirochemo

Chidhongi

Kubva Wikipedia
Mufananidzo weChidhongi wakatorwa muGoa, Indiya
Hupanga muSainzi
Muvuso: Plantae
(Isina chinzvimbo): Angiosperms
(Isina chinzvimbo): Eudicots
(Isina chinzvimbo): Asterids
Raya: Asterales
Mhuri: Asteraceae
Jinasi: Acanthospermum
Rudzi: A. hispidum
Zita reChipiri
Acanthospermum hispidumD.C. 1836 not A.Chev. 1920

Chidhongi (Chirungu: Upright star; Acanthospermum hispidum) Chavhumbuka chirimwa chegore chemumhuri yeAsteresiya (Asteraceae), inowanokwa kazhinji kuPakati nekuChamhembe cheAmerika.[1][2][3][4] Muti uyu unotaurwa sehuswa mutsika yekotoni muBhuraziri, uye unoshandiswawo semushonga wekurapa. Inowanikwawo munzvimbo zhinji dzakapararira muYurezhiya, Afurika, uye Maodzanyemba eAmerika[5][6][7][8][4] Yakajairwa kuOstireriya uye inonzi huswa kuMadokero eOstireriya.[4]

Zvichida ndiro sora rimwero rinonzi chaguduka?

Ruva rehuroro rinomera paChidhongi.

Gwenzi remudhongi rakamira kusvika 60cm. Mashanga aro akafukidzwa nevhudzi jena.[9]

Mashizha akatarisana, oblong-lanceolate, sessile; margin zvakasiyana siyana zvakakwana kana zvine meno. Inflorescences axillary kana chinongedzo chine miniti inozora-yero maruva. Zvibereko zvinopenya ne2 marefu marefu pamusoro, akarongedzwa mumapoka akaita nyeredzi e7 kana 8.[9]

Zvimwe zvekuziva

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chidhongi chinokura munzvimbo ineivhu riri cultivated and disturbed, uye kukwira kwerenji (altitude range) yayo inosvika 360-1540m.[9]

Muchakata unowanzo tanga kumera maruva mumwedzi waKukadzi kusvika mumwedzi waKubvumbi.[9]

Aster muChigiriki izwi rinoreva kuti nyeredzi, senyenyedzi ineranzi (kunge zuva). Saka iro izwi rekuti Aster ririkutimirwa kuti ranzi muChishona, kuti zvienderere netsananguro inopihwa kana maruva emhuri ye'aster' achitsanangurwa.

The "petals" or "sunrays" in a sunflower head are actually individual strap-shaped[10] flowers called ray flowers', and the "sun disk" is made of smaller circular shaped individual flowers called disc flowers. The word "aster" means "star" in Greek, referring to the appearance of some family members, as a "star" surrounded by "rays". The cluster of flowers that may appear to be a single flower, is called a head. The entire head may move tracking the sun, like a "smart" solar panel, which maximizes reflectivity of the whole unit and can thereby attract more pollinators.[11][12]

Maruva emhuri ye'aster' ari kudanwa kunzi 'ray flowers' muChishona zvichireva kuti ranzi/mwaranzi ruva/ruwa kana 'sun disk' / disk flowers'.[12]

Chimwe chirevo chakakosha kwevambo rezita rekuti Asteraceae ndi compositae (composite; made of up things; put together).

Chiwakamberi chekuti -acea izita remhuri yemamdzinde muenzaniso: Liliaceae; Ranunculaceae kana iyo Asteraceae.

Kuti -acea zvinoreva kuti 'of the nature', muChishona zvichireva kuti harirwe (nature) [13], zvisikwa (created things).

Mazwi ashandiswa

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Hupangu muSainzi (classification in science)
  • Muvuso kubva kuizwi rechishona rekuti Muvuso (Kingdom; state)
  • Isina chinzvimbo (unranked)
  • Raya (order)
  • Mhuri (family)
  • Jinasi (genus)
  • Rudzi (species)
  • Zita reChipiri (Binomial name)

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. Berendsohn, W.G.; Araniva de González, A.E. (1989). "Listado básico de la Flora Salvadorensis: Dicotyledonae, Sympetalae (pro parte): Labiatae, Bignoniaceae, Acanthaceae, Pedaliaceae, Martyniaceae, Gesneriaceae, Compositae". Cuscatlania. 1 (3): 290:1–290:13.
  2. Cabrera, A.L. (1978). Cabrera, A.L. (ed.). Compositae. 10. Buenos Aires: Instituto Nacional de Tecnología Agropecuaria. pp. 1–726.
  3. Serrano, M.; Terán, J. (1998). Identific. Esp. Veg. Chuquisaca. Sucre: PLAFOR, Intercooperación, Fundación Ceibo. pp. 1–129.
  4. 4.0 4.1 4.2 enwiki, (19 Kurume 2021), 'Acanthospermum hispidum' Yakatariswa: 16 Chikunguru 2021
  5. Acanthospermum hispidum de Candolle". 'Maruva eMaodzanyemba eAmerika' 21. p. 37.
  6. 刺苞果 ci bao guo Acanthospermum hispidum". 'Maruva eChayina'. 20–21. p. 865.
  7. Wild, H (1967). "The Compositae of the Flora Zambesiaca area, 1". Kirkia. 6 (1): 1–62.
  8. ^
  9. 9.0 9.1 9.2 9.3 Mark Hyde, Bart Wursten, Petra Ballings and Meg Coates Palgrave, (2002-21), 'Chidhongi' Yakatariswa: 16 Chikunguru 2021
  10. MacKay, Pam (2013). Mojave Desert Wildflowers: A Field Guide To Wildflowers, Trees, And Shrubs Of The Mojave Desert, Including The Mojave National Preserve, Death Valley National Park, and Joshua Tree National Park (Wildflower Series). Guilford, Connecticut: FalconGuides. p. 35 (figure 5).
  11. Morhardt, Sia; Morhardt, Emil (2004). California desert flowers: an introductions to families, genera, and species. Berkeley, Los Angeles, and London: University of California Press. pp. 29–32.
  12. 12.0 12.1 enwiki, 'Asteraceae' Yakatariswa: 16 Chikunguru 2021
  13. https://web.archive.org/web/20210716094456/https://vashona.com/en/dictionary/en/natures Yakatariswa: 16 Chikunguru 2021