Chibuti sezita

Kubva Wikipedia

Chibuti izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Tanzania neMalawi.

  • Vanhu vane zita iri: Ali Chibuti; Chaponda Chibuti; Chibuti Nyambuya; Chibute Chibuti.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.