Chivara

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChiara)

Chivara, chiara, chivare kana chiware (1. Forum for all people to gather and discuss on life issues affecting them; 2. Men's regular meeting place; 3. Any meeting place; 4. An assembly or congregation) apa kureva dare rinosangana vanhu vachitaura nyaya dzehupenyu, dzemusha kana dzimwewo nyaya.

  • Banze (Meeting-place of men of a village). Pakuwanda toti mabanze.
  • Mubanze (neighbour) muvakidzani ari pedyo zvekuti munogara pabanze rimwero. Mufunda mubanze wedu. Izwi rokuti mubanze rinokwanisa kuturikira citizen mune dzimwe nhambo.
  • Zvivara zvedandaro (n. Social media).

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nyorera ngirosi yechiara chiri muThiatira wechiti: ‘Aya ndiwo mazwi ouwo Mukororo waMwari....: To the angel of the church in Thyatira write: These are the words of the Son of God (Revelation 2:18 Bhaibheri reChiNdau).
  • ...Nezviara zveshe zvinozozia kuti inini ndini ndinotsvakisisa mupinimidzo nomwoyo neni ndinozomupa umwe ngaumwe kudai ngemishando yake: Then all the churches will know that I am he who searches hearts and minds, and I will repay each of you according to your deeds. (Revelation 2:23 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro weBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Herero inoti ouhona kana ouvara (dominion; kingdom; chiefdom; empire; power; authority) kureva hushe.
  • Herero inoti omuhona kana ombara (king; governor; chief; ruler) kureva Ishe.
  • Lugwere vanoti kyalo kana byalo (1. earth, world. 2 • geopolitical unit whose definition is dependent on context, e.g. a nation, country, region, territory, village, or community).
  • Tiriki inoti shivala (country, world, land). VaBukusu vanoti siibala (country, world, land). Mamwe mazwi: síibalá.i (adj. broad, wide, vast).

Zvinyorwa Zvinotodzana[chinjirudza | chinjirudza mabviro]