Dare reMusha
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMabanze)
Dare kana banze inzvimbo inosangana varume pamusha.
- Banze (Meeting-place of men of a village). Pakuwanda toti mabanze.
- Mubanze (neighbour) muvakidzani ari pedyo zvekuti munogara pabanze rimwero.
- VaMufunda mubanze wedu. Izwi rokuti mubanze rinokwanisa kuturikira citizen mune dzimwe nhambo.
- Chivara, chiara, chivare kana chiware (1. Forum for all people to gather and discuss on life issues affecting them; 2. Men's regular meeting place; 3. Any meeting place; 4. An assembly or congregation)
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Paruvara varume vanosvikogadzira chivara pa kureva - when making a new village the men first make a communal fireplace, which afterwards becomes their general meeting-place.
- -dara (be clear, understandable - of speech) zvichireva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika.