ChiMatengo
Mataridziko
ChiMatengo mutauro weAfrika unowanikwa muTanzania; ruimi urwu rune hukama nemutauro weNgoni.
- Matengo vanoti kitabo (n. book) kureva bhuku.
- Matengo vanoti ũwáai (n. wind) kureva mhepo.
- Matengo vanoti bulunga (v. to roll something up).
- Matengo vanoti dáádá (n. sister) kureva sisi.
- Matengo vanoti mwaáná (n. child) kureva mwana.
- Matengo vanoti íngooko (n. chicken) kureva huku.
- Matengo vanoti méasa (n. table) kureva tafura.
- Matengo vanoti múundo (n. person) kureva munhu.
- Matengo vanoti ambúja (n. grandmother) kureva ambuya.
- Matengo vanoti iciya (n. pot) kureva poto.
Mazita eMiti
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Matengo vanoti chitimbe kana chitembe (n. Piliostigma thonningii).
- Matengo vanoti chimanyi (n. Zanha africana).
- Matengo vanoti kibungu (n. Landolphia kirkii).
- Matengo vanoti chanima (n. Habenaria walleri).
- Matengo vanoti chichala (n. Habenaria epipactidea).
- Matengo vanoti kibundu (n. Landolphia parvifolia).
- Matengo vanoti Kihibihibi (n. Psorospermum febrifugu).
- Matengo vanoti Inyule (n. Bidens pilosa).
- Matengo vanoti Ihugu (n. Syzygium owariense).
- Matengo vanoti Chikande Satyrium neglectum var. neglectum).