Svetuka kuchirochemo

Tsvana

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChemera)

Shoko rokuti tsvana kana chemera (fawn muChirungu) rinoshandiswa kutaura mwana wemhuka dzakadai semhembwe, kana bimha.

Shoko iri riri nyore kupesanaisa nezita remhuka inonzi twana.

  • Chemera yemhembwe - young buck.