Chekutumbuka kana Chebamba

Kubva Wikipedia

Chekutumbuka kana Chebamba mazwi aya ari kuturikira chinonzi nature vs nurture kuEnglish. Apa nhaurwa inenge yakananga kupindura mubvunzo unoti: unyanzvi hwekutungamira chipo chekuzvarwa nacho, kana kuti ibamba rinoda kutoshingaira munhu achidzidziswa?

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nhumbu imhambarirwa: you work to fill the stomach.
  • Mhambarirwa (Person or object for whom food must be sought) apa kureva kupambara uchitsvaka mudyo wekudya kudzinga nzara.
  • Shoko rokuti bamba (mental or physical effort or exertion) rinoreva kushandira kana kushingaira kwose kunoitwa nevanhu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTonga vanoti kubamba (v. Nurture, mend, arrange, care, look after, put together, put in order).
  • VaTonga vanoti kubambila (v. Nurture for).
  • VaTonga vanoti kubambana (be together, border, adjoining).
  • VaTonga vanoti kubambulula (v. amend, correct, fix, repair).
  • Vatauri veChiTonga vanoti tumbuka (to give birth) kureva kutumbura.