Chekutumbuka kana Chebamba
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChekumera kana Chekurera)
Chekutumbuka kana Chebamba mazwi aya ari kuturikira chinonzi nature vs nurture kuEnglish. Apa nhaurwa inenge yakananga kupindura mubvunzo unoti: unyanzvi hwekutungamira chipo chekuzvarwa nacho, kana kuti ibamba rinoda kutoshingaira munhu achidzidziswa?
- Chekumera kana Chekurera.
- Kutumbura - pano shoko iri riri kureva kuzvara. Sokuti Amai nyakubereka vanonzi nyakutumbura.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nhumbu imhambarirwa: you work to fill the stomach.
- Mhambarirwa (Person or object for whom food must be sought) apa kureva kupambara uchitsvaka mudyo wekudya kudzinga nzara.
- Shoko rokuti bamba (mental or physical effort or exertion) rinoreva kushandira kana kushingaira kwose kunoitwa nevanhu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTonga vanoti kubamba (v. Nurture, mend, arrange, care, look after, put together, put in order).
- VaTonga vanoti kubambila (v. Nurture for).
- VaTonga vanoti kubambana (be together, border, adjoining).
- VaTonga vanoti kubambulula (v. amend, correct, fix, repair).
- Vatauri veChiTonga vanoti tumbuka (to give birth) kureva kutumbura.