Chatunga sezita

Kubva Wikipedia

Chatunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Obert Chatunga; Patience Chatunga; Clayton Chatunga; Brighton Chatunga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Kinande vanoti abatunga (n. kinship, kinsfolk, kindred, relation) kureva hukama.
  • Kinande vanoti ekitunga (n. clan, family, lineage, posterity) kureva mhuri kana dzinza.