Chaparira sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chaparira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti kupala kana kupalila (to choose out, seek, select).
  • VaChewa vanoti kupara (go an errand for, be sent by someone).
  • Vatauri veTumbuka vanoti kuphala (to tell) kureva kuudza.
  • Vatauri veTumbuka vanoti kuphalira (to explain) kureva kutsanangura.