Chanduru

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti chanduru (gall-bladder) rinoreva nhengo yemuviri inogadzira nduru.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti nyongo kana zinyongo (bile) kureva nduru.
  • VaSwahili vanoti nyongo (bile, gall-bladder).
  • VaLugungu vanoti ndulu (bile) ndiyo nduru.