Chamhembe
Mataridziko
Chamhembe (Chingezi: south) Kuzasi kana Zasi kwenyika kudivi riri kwakapesana nokumaodzanyemba, uye kunenge kuri kurudyi kana munhu akatarisa kumabvazuva.
- Afurika Chamhembe inodanwa kunzi Mzansi.
Mamwe mashandisirwo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chichamhembe kureva southern.
- Chamhembechemadokero - southwest
- Chamhembechemabvazuva - southeast
- Chichachembechemadokero - southernwest
- Chichamhembechemabvazuva - southerneast
Mitauro ye Afrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaVenda vanoti tshipembe (n. South) kureva chamhembe. Mamwe mazwi: Afurika Tshipembe kureva South Africa.
- VaTonga vanoti kumusanza kureva kuchamhembe. Lugwere vanoti mpembi (n. tip; end point of something).
- VaWanga vanoti emulambo (n. south) vachireva kuchamhembe. Xilenge vanoti vulambwi (n. south).
- Xilenge vanoti vulenge (n. north). Xilenge vanoti vutonga (n. east). Mamwe mazwi: vupemba (n. west).