Chakwanza

Kubva Wikipedia

Chakwanza izita remhuri rinowanikwa muTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Salma Chakwanza; Amina Chakwanza; Selemani Chakwanza.
  • Mazwi ari pedyo: Chikwanda, banda, Kwanzaa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Zigula inoti chakwanza (first of all) kureva chekutanga.