Buteko sezita

Kubva Wikipedia

Buteko izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mussa Buteko; Gracias Buteko; Buteko Muhammad.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • VaBemba vanoti teka bantu (govern), kutonga vanhu. Mamwe mazwi: buteko (government; administration) kureva hutongi kana hurumende.
  • VaBemba vanoti kateka wa calo (governor) kureva gavhena. Kinande vanoti obuteke (n. the home).
  • Mambwe vanoti -teka antu (to rule people:) kutonga vanhu. Mamwe Mazwi: uteko (domicile, abode). Kateka (ruler, governor).
  • VaRwanda vanoti iteko (rule). Mamwe Mazwi: kateka (a ruler, a governor) kureva mutongi. VaRundi vanoti iteka (judgement, justice).